Arron Nyamayaro MAPURISA ari kupa yambiro yakasimba kune vanhu vane mukurumbira nevamwewo veruzhinji kuti vasafambise mashoko asiri echokwadi padandemudande reSocial Media. Izvi zvinotevera nyaya yemumwe munhu ane mbiri padandemutande anogara… The post Vanofambisa manyepo paSocial Media hokoyoyi!: ZRP appeared first on herald .